Jobho 2:8 - Shona Bible 1949 revised 20028 Jobho akatora chaenga akazvikwenya nacho; akagara pasi pakati pamadota. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)8 Akatora caeŋga akaɀikwenya naco; akagara pasi pakati pamaɗota. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika8 Jobhu akatora chaenga chaaizvikwenya nacho achigara zvake kumadota. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona8 Jobhu akatora chaenga chaaizvikwenya nacho achigara zvake kumadota. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi8 Ipapo Jobho akatora chaenga akazvikwenya nacho paakanga agere pakati pamadota. Viz kapitola |