Jakobo 3:9 - Shona Bible 1949 revised 20029 Narwo tinorumbidza Ishe Baba; narwo tinotuka vanhu, vakaitwa nomufananidzo waMwari; Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)9 Narwo tinorumbidza Ishe Ƃaɓa; narwo tinotuka ʋanhu, ʋakaitwa nomufananidzo waMŋari; Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika9 Tinorumbidza narwo Tenzi naBaba uye narwo tinorengerera vanhu rushambwa, vanhu vakasikwa vakafanana naMwari. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona9 Tinorumbidza narwo Tenzi naBaba uye narwo tinorengerera vanhu rushambwa, vanhu vakasikwa vakafanana naMwari. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi9 Narwo tinorumbidza Ishe wedu naBaba vedu, uye narwo tinotuka vanhu, vakaitwa nomufananidzo waMwari. Viz kapitola |