Jakobo 2:23 - Shona Bible 1949 revised 200223 rugwaro rukaitika, runoti, “Abhurahamu akatenda Mwari, kukanzi kwaari ndiko kururama; akanzi hama yaMwari.” Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)23 rugwaro rukaitika, runoti: Abrahama wakatenda Mŋari, kukanzi kwaari ndiko kururama; akanzi hama yaMŋari. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika23 Magwaro Matsvene akabva azadziswa anoti, “Abhurahamu vakatenda muna Mwari zvikaita kuti anzi akarurama akanzi shamwari yaMwari.” Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona23 Magwaro Matsvene akabva azadziswa anoti, “Abhurahamu vakatenda muna Mwari zvikaita kuti anzi akarurama akanzi shamwari yaMwari.” Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi23 Uye Rugwaro rwakazadziswa runoti, “Abhurahama akatenda Mwari zvikaverengerwa kwaari kuti ndiko kururama,” uye akanzi shamwari yaMwari. Viz kapitola |