Jakobo 2:20 - Shona Bible 1949 revised 200220 Zvino iwe munhu woupenzi, unoda kuziva here kuti kutenda kusina mabasa kwakafa? Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)20 Ɀino iwe munhu woʋupenzi, unoɗa kuziʋa here kuti kutenda kusinamaɓasa kwakafa? Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika20 Nhaiwe benzi romunhu, unoda here kuziva kuti chitendero chisina mabasa hachina muchero? Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona20 Nhaiwe benzi romunhu, unoda here kuziva kuti chitendero chisina mabasa hachina muchero? Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi20 Iwe benzi, unoda kuona kuti kutenda kusina mabasa hakuna maturo here? Viz kapitola |