Isaya 8:2 - Shona Bible 1949 revised 20022 Ndichatora zvapupu zvakatendeka, zvinoti: Uriya mupristi, naZekariya mwanakomana waJebherekia. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)2 Ndicatora ɀapupu ɀakatendeka, ɀinoti: Uria muprista, naZekaria mŋanakomana waJeberekia. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika2 Ndakatora vanhu vakavimbika vokundipupurira vanoti: mupristi Uriya naZekariya mwanakomana waJebherekiya kuti vazondipupurira. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona2 Ndakatora vanhu vakavimbika vokundipupurira vanoti: mupristi Uriya naZekariya mwanakomana waJebherekiya kuti vazondipupurira. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi2 Ndichadana Uriya muprista naZekaria mwanakomana waJebherekia sezvapupu zvakatendeka kwandiri.” Viz kapitola |