Isaya 66:9 - Shona Bible 1949 revised 20029 Zvanzi naJehovha, ‘Ndingasvitsa pakubereka, ndikasaberekesa here? Ini, ndinoberekesa, ndingazarira chizvaro here?’ Ndizvo zvinotaura Mwari wako. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)9 Ɀanzi naJehova: Ndiŋgaȿitsa pakuɓereka, ndikasaɓerekesa here? Ini, ndinoɓerekesa, ndiŋgazarira ciɀaro here? Ndiɀo ɀinotaura Mŋari wako. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika9 Ko ndingasvitse munhu panguva yokuti apone mwana ndigorega kuti asununguke here? Ndizvo zviri kutaura Tenzi. Ko ini ndinoita kuti vanhu vabereke vana, ndini ndingazodzivisa here kuti pamuviri pasunungukwe?” Ndizvo zviri kutaura Mwari wako. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona9 Ko ndingasvitse munhu panguva yokuti apone mwana ndigorega kuti asununguke here? Ndizvo zviri kutaura Tenzi. Ko ini ndinoita kuti vanhu vabereke vana, ndini ndingazodzivisa here kuti pamuviri pasunungukwe?” Ndizvo zviri kutaura Mwari wako. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi9 Ndingasvitsa panguva yokubereka ndikasaberekesa here?” ndizvo zvinotaura Jehovha. “Ko, ndinozarira chizvaro pandinoberekesa here?” ndizvo zvinotaura Mwari wenyu. Viz kapitola |