Online Bible

- Reklamy -




Isaya 66:2 - Shona Bible 1949 revised 2002

2 Nokuti zvinhu izvi zvose zvakaitwa noruoko rwangu, izvi zvinhu zvose zvakaitwa kudaro ndizvo zvinotaura Jehovha; asi ndicharangarira munhu uyu, iye murombo anomweya wakaputsika, anodedera neshoko rangu.

Viz kapitola kopírovat

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

2 Nokuti ɀinhu iɀi ɀose ɀakaitwa noruʋoko rwaŋgu, iɀi ɀinhu ɀose ɀakaitwa kuɗaro — ndiɀo ɀinotaura Jehova; asi ndicaraŋgarira munhu uyu, iye murombo unomŋeya wakaputsika, unoɗeɗera neshoko raŋgu.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

2 Zvose izvozvi ndini ndakazviita noruoko rwangu? Ipapo zvose izvi ndezvangu ndizvo zviri kutaura Tenzi, asi munhu wandinocheuka munhu akadai izvi: munhu anozvidukupisa ane mwoyo wokutendeuka anodedera izwi rangu.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona

2 Zvose izvozvi ndini ndakazviita noruoko rwangu? Ipapo zvose izvi ndezvangu ndizvo zviri kutaura Tenzi, asi munhu wandinocheuka munhu akadai izvi: munhu anozvidukupisa ane mwoyo wokutendeuka anodedera izwi rangu.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

2 Haruzi ruoko rwangu rwakaita izvozvi zvose here, nokudaro zvikavapo?” ndizvo zvinotaura Jehovha. “Munhu akadai ndiye wandichakudza: iye anozvininipisa uye ane mweya wakapwanyika, uye anodedera paanonzwa shoko rangu.

Viz kapitola kopírovat




Isaya 66:2

Následuj nás:

Reklamy


Reklamy