Online Bible

- Reklamy -

Isaya 65:9 - Shona Bible 1949 revised 2002

9 “Ndichabudisa rudzi kuna Jakobho, nomudyi wenhaka yamakomo angu kuna Judha; vasanangurwa vangu vachagara nhaka, navaranda vangu vachagarapo.

Viz kapitola kopírovat

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

9 Ndicaɓuɗisa rudzi kunaJakobo, nomudyi wenhaka yamakomo aŋgu kunaJuda; ʋasanaŋgurwa ʋaŋgu ʋacagara nhaka, naʋaranda ʋaŋgu ʋacagara’po.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

9 Ini ndichaunza zvizvarwa zvokwaJakobho, vari vedzinza rokwaJudha kuti vatore makomo angu ave avo, vasarudzwi vangu vagare nhaka nyika yavo ivava varanda vangu ndivo vachagara zvavo imomo.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona

9 Ini ndichaunza zvizvarwa zvokwaJakobho, vari vedzinza rokwaJudha kuti vatore makomo angu ave avo, vasarudzwi vangu vagare nhaka nyika yavo ivava varanda vangu ndivo vachagara zvavo imomo.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

9 Ndichabudisa marudzi kuna Jakobho, uye nokubva kuna Judha avo vachatora makomo angu; vasanangurwa vangu vachagara nhaka, uye varanda vangu vachagara ikoko.

Viz kapitola kopírovat

Isaya 65:9

Následuj nás:

Reklamy

Reklamy