Isaya 65:8 - Shona Bible 1949 revised 20028 Zvanzi naJehovha, “Zvakafanana nomunhu kana achiwana waini itsva musumbu remidzambiringa, mumwe akati, ‘Usariparadza, nokuti mukomborero urimo; ndizvo zvandichaita nokuda kwavaranda vangu, kuti ndirege kuvaparadza vose.’ Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)8 Ɀanzi naJehova: Ɀakafanana nomunhu kana aciwana waini itȿa musumbu remizambiriŋga, mumŋe akati: Usariparadza, nokuti mukomborero uri’mo; ndiɀo ɀandicaita nokuɗa kwaʋaranda ʋaŋgu, kuti ndirege kuʋaparadza ʋose. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika8 Zvanzi naTenzi, “Sezvinongoitawo waini kuti inowanikwa muchitsumbu chamagirepisi, vanhu vachiti regai kuchiparadza nokuti machiri mune chikomborero izvozvi, ndozvineni, pamusana pavaranda vangu handisi kuzovaparadza vose. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona8 Zvanzi naTenzi, “Sezvinongoitawo waini kuti inowanikwa muchitsumbu chamagirepisi, vanhu vachiti regai kuchiparadza nokuti machiri mune chikomborero izvozvi, ndozvineni, pamusana pavaranda vangu handisi kuzovaparadza vose. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi8 Zvanzi naJehovha: “Sezvazvakangoita kana musvi uchiri kuwanikwa musumbu ramazambiringa uye vanhu vachiti, ‘Musauparadza, muchine zvakanaka mauri,’ saizvozvo ndizvo zvandichaitira varanda vangu; handingavaparadzi vose. Viz kapitola |