Isaya 64:3 - Shona Bible 1949 revised 20023 Panguva yamakaita zvinhu zvinotyisa, zvatakanga tisina kutarira, mukaburuka, makomo akadedera pamberi penyu. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)3 Paŋguʋa yamakaita ɀinhu ɀinotyisa, ɀatakaŋga tisina‐kutarira, mukaɓuruka, makomo akaɗeɗera pamberi penyu. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika3 Inga wani makaita zvinhu zvinotyisa zvatakanga tisingatarisiri. Makaburuka pasi makomo akandengendeka pamusana pokuvapo kwenyu. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona3 Inga wani makaita zvinhu zvinotyisa zvatakanga tisingatarisiri. Makaburuka pasi makomo akandengendeka pamusana pokuvapo kwenyu. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi3 Nokuti pamakaita zvinhu zvinotyisa zvatakanga tisina kutarisira, makaburuka pasi, makomo akabvunda pamberi penyu. Viz kapitola |