Isaya 62:2 - Shona Bible 1949 revised 20022 Marudzi avanhu achaona kururama kwako, namadzimambo ose kurumbidzwa kwako; uchatumidzwa zita idzva, richarehwa nomuromo waJehovha. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)2 Marudzi aʋanhu acaʋona kururama kwako, namadzimambo ose kurumbidzwa kwako; ucatumidzwa zita idɀa, ricarebga nomuromo waJehova. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika2 Marudzi avanhu achaona kupembedzwa kwako, madzimambo ose achaonawo mbiri yako. Iwe uchadaidzwa nezita idzva rauchatumidzwa naTenzi nomuromo wake. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona2 Marudzi avanhu achaona kupembedzwa kwako, madzimambo ose achaonawo mbiri yako. Iwe uchadaidzwa nezita idzva rauchatumidzwa naTenzi nomuromo wake. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi2 Ndudzi dzichaona kururama kwako, uye madzimambo ose achaona kubwinya kwako; iwe uchadaidzwa nezita idzva richataurwa nomuromo waJehovha. Viz kapitola |