Isaya 60:7 - Shona Bible 1949 revised 20027 Mapoka ose amakwai eKedhari achaunganidzirwa kwauri, makondobwe eNebhayoti achakushumira; zvichaiswa paaritari yangu ndichizvifarira, ndichashongedza imba yokukudzwa kwangu. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)7 Mapoka ose amakwai eKedari acaʋuŋganidzirwa kwauri, makondobge eNebayoti acakushumira; ɀicaiswa paartari yaŋgu ndiciɀifarira, ndicashoŋgedza imba yokukudzwa kwaŋgu. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika7 Matanga ese ezvipfuwo zvokuKedhari achakurumukira kwauri, hondohwe dzokwaNebhaoti ndodzichava dzebasa rokupira kwako. Dzichave dzinogamuchirika paatari yangu, ndichapa mbiri kuimba yangu inomukurumbira. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona7 Matanga ese ezvipfuwo zvokuKedhari achakurumukira kwauri, hondohwe dzokwaNebhaoti ndodzichava dzebasa rokupira kwako. Dzichave dzinogamuchirika paatari yangu, ndichapa mbiri kuimba yangu inomukurumbira. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi7 Mapoka eKedhari achaunganidzirwa kwauri makondobwe eNebhayoti achakushumira: achagamuchirwa sezvipo paaritari yangu, uye ndichashongedza temberi yangu yokukudzwa. Viz kapitola |