Isaya 60:3 - Shona Bible 1949 revised 20023 Marudzi achauya kuchiedza chako, namadzimambo kukubwinya kwakakubudira. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)3 Marudzi acaʋuya kuciedza cako, namadzimambo kukubginya kwakakuɓuɗira. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika3 Vechirudzi vachauya kuchiedza chako, madzimambo achauya kuchiedza chako chinenge chasimuka. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona3 Vechirudzi vachauya kuchiedza chako, madzimambo achauya kuchiedza chako chinenge chasimuka. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi3 Ndudzi dzichauya kuchiedza chako, uye madzimambo kukubwinya kwamambakwedza ako. Viz kapitola |