Isaya 59:20 - Shona Bible 1949 revised 200220 “Zvino Mudzikinuri achasvika paZioni, nokuna vanodzoka pakudarika pakati paJakobho,” ndizvo zvinotaura Jehovha. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)20 Ɀino Mudzikinuri ucaȿika paZioni, nokunaʋanodzoka pakuɗarika pakati paJakobo, — ndiɀo ɀinotaura Jehova. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika20 “Achauya kuZioni soMununuri, kune vokwaJakobho vanenge vadzoka vasiyana nezvitadzo, ndizvo zviri kutaurwa naTenzi.” Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona20 “Achauya kuZioni soMununuri, kune vokwaJakobho vanenge vadzoka vasiyana nezvitadzo, ndizvo zviri kutaurwa naTenzi.” Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi20 “Mudzikinuri achauya kuZioni, kuna avo vari muna Jakobho vanotendeuka pazvivi zvavo,” ndizvo zvinotaura Jehovha. Viz kapitola |