Isaya 5:4 - Shona Bible 1949 revised 20024 Chinyiko chaifanira kuitirwa munda wangu wemidzambiringa chandisina kuuitira? Zvino ndichitarira kuti uchabereka madzambiringa, wakagoberekerei madzambiringa ebundo? Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)4 Cinyiko caifanira kuitirwa munda waŋgu wemizambiriŋga, candisina‐kuuitira? Ɀino ndicitarira kuti ucaɓereka mazambiriŋga, wakagoɓerekerei mazambiriŋga eɓundo? Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika4 “Pane chimwe here chandaifanira kuitira munda wangu wemagirepisi chandisina kuuitira? Pandaiutarisira kuti ubereke magirepisi kwawo wakazoberekerei indye dzamagirepisi kuvava? Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona4 “Pane chimwe here chandaifanira kuitira munda wangu wemagirepisi chandisina kuuitira? Pandaiutarisira kuti ubereke magirepisi kwawo wakazoberekerei indye dzamagirepisi kuvava? Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi4 Chiiko chimwezve chaifanira kuitirwa munda wangu wemizambiringa chandisina kuuitira? Pandakatsvaka mazambiringa akanaka, wakagoberekerei akaipa oga? Viz kapitola |