Isaya 30:5 - Shona Bible 1949 revised 20025 “Vose vachanyadziswa pamusoro porudzi rwavanhu vasingagoni kuvapfumisa, vasingavabatsiri kana kuvapfumisa, asi kuvanyadzisa nokuvashovodza.” Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)5 Ʋose ʋacanyadziswa pamsoro porudzi rwaʋanhu ʋasiŋgagoni kuʋafumisa, ʋasiŋgaʋaɓatsiri kana kuʋafumisa, asi kuʋanyadzisa nokuʋashoʋodza. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika5 munhu wose zvake achanyara navanhu vasina chavanovabatsira vasina rubatsiro kana chimuko asi kunyara nokunyadziswa.” Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona5 munhu wose zvake achanyara navanhu vasina chavanovabatsira vasina rubatsiro kana chimuko asi kunyara nokunyadziswa.” Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi5 mumwe nomumwe wavo achanyadziswa nokuda kwavanhu vasina betsero kwavari, vasingavavigiri rubatsiro kana ruyamuro, asi kunyadziswa chete nokuzvidzwa.” Viz kapitola |