Isaya 29:20 - Shona Bible 1949 revised 200220 Nokuti anotyisa aparadzwa, mudadi aguma, navose vanogarira zvakaipa vabviswa; Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)20 Nokuti unotyisa waparadzwa, muɗaɗi waguma, naʋose ʋanogarira ɀakaipa ʋabviswa; Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika20 nokuti vanoutsinye vachaguma, vadadi vachapera, vose vanogaririra kuita zvakaipa vachatsakatiswa, Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona20 nokuti vanoutsinye vachaguma, vadadi vachapera, vose vanogaririra kuita zvakaipa vachatsakatiswa, Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi20 Vane utsinye vachaparadzwa, vaseki vachanyangarika, uye vose vane ziso rinofarira zvakaipa vachaurayiwa, Viz kapitola |