Isaya 28:8 - Shona Bible 1949 revised 20028 Nokuti matafura avo azere namarutsi anosemesa, hapana pakanaka. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)8 Nokuti matafura aʋo azere namarutsi anosemesa, hapana‐pakanaka. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika8 nokuti mateburu ose azara marutsi hapana pasisina tsvina. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona8 nokuti mateburu ose azara marutsi hapana pasisina tsvina. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi8 Tafura dzose dzazara marutsi uye hapachina nzvimbo isina tsvina. Viz kapitola |