Isaya 24:22 - Shona Bible 1949 revised 200222 Vachaunganidzwa pamwechete, sezvinounganidzwa vasungwa mugomba, vachapfigirwa mutorongo; zvino kana mazuva mazhinji apfuura vachashanyirwa. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)22 Ʋacaʋuŋganidzwa pamŋe cete, seɀinoʋuŋganidzwa ʋasuŋgwa mugomba, ʋacapfigirwa mutoroŋgo; ɀino kana mazuʋa mazhinji apfuʋura ʋacashanyirwa. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika22 vachaunganidzwa pamwechete savasungwa vari muhunza, vachapfigirwa mujeri mushure memazuva mazhinji vanozorangwa. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona22 vachaunganidzwa pamwechete savasungwa vari muhunza, vachapfigirwa mujeri mushure memazuva mazhinji vanozorangwa. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi22 Vachaunganidzwa pamwe chete kufanana navasungwa vakasungwa mugomba; vachapfigirwa mutorongo vagozorangwa kwamazuva mazhinji. Viz kapitola |