Isaya 22:7 - Shona Bible 1949 revised 20027 Ipapo mipata yenyu yakaisvonaka yakazara nengoro, navatasvi vamabhiza vakazvigadzirira kurwa pasuo. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)7 Ipapo mipata yenyu yakaiȿo‐naka yakazara neŋgoro, naʋataȿi ʋamabiza ʋakaɀigadzirira kurwa pasuʋo. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika7 Mapani enyu akanakisisa achiti shutu nengoro dzehondo, varwi vemabhiza vamira panzvimbo dzavo pamusuo mukuru. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona7 Mapani enyu akanakisisa achiti shutu nengoro dzehondo, varwi vemabhiza vamira panzvimbo dzavo pamusuo mukuru. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi7 Mipata yako yakaisvonaka yakazara nengoro, uye vatasvi vamabhiza vakaiswa pamasuo eguta; Viz kapitola |