Isaya 22:4 - Shona Bible 1949 revised 20024 Naizvozvo ndakati, “Regai kunditarira, ndinoda kuchema kwazvo; musaramba muchiedza kundinyaradza pamusoro pokuparadzwa kwomukunda wavanhu vangu.” Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)4 Naiɀoɀo ndakati: Regai kunditarira, ndinoɗa kucema kwaɀo; musaramba muciidza kundinyaradza pamsoro pokuparadzwa kwomukunda waʋanhu ʋaŋgu. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika4 Naizvozvo ini ndati, “Ndifuratirei zvenyu ndicheme zvangu misodzi yeropa. Regai kuzvinetsa nokundinyaradza pamusana pokuparara kwomukunda wevanhu vokwangu, Jerusaremu.” Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona4 Naizvozvo ini ndati, “Ndifuratirei zvenyu ndicheme zvangu misodzi yeropa. Regai kuzvinetsa nokundinyaradza pamusana pokuparara kwomukunda wevanhu vokwangu, Jerusaremu.” Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi4 Naizvozvo ndakati, “Endai kure neni; regai ndicheme kwazvo. Musaedza kundinyaradza pamusoro pokuparadzwa kwavanhu vangu.” Viz kapitola |