Isaya 18:1 - Shona Bible 1949 revised 20021 Haiwa, nyika yokuvirira kwamapapiro, iri mhiri kwenzizi dzeItiopia; Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)1 Haiwa, nyika yokuʋirira kwamapapiro, iri mhiri kwenzizi dzeEtiopia; Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika1 Hameno zvayo nyika yamapapiro anobhabhama iri mhiri kwenzizi dzokuItiopia Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona1 Hameno zvayo nyika yamapapiro anobhabhama iri mhiri kwenzizi dzokuItiopia Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi1 Ine nhamo nyika yokutinhira kwamapapiro inotevedza nzizi dzeEtiopia, Viz kapitola |