Isaya 11:3 - Shona Bible 1949 revised 20023 Mufaro wake uchava pakutya Jehovha; haangatongi nokungoona nameso bedzi, kana kupa mhosva nokungonzwa nenzeve dzake bedzi; Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)3 Mufaro wake ucaʋa pakutya Jehova; haaŋgatoŋgi nokuŋgoʋona nameso ɓedzi, kana kupa mhoȿa nokuŋgonzwa nenzeʋe dzake ɓedzi; Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika3 Zvokutya Tenzi ndozvaanofarira. Haatonge nezvaanoona nameso chete kana kutevedza zvaanonzwa nenzeve Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona3 Zvokutya Tenzi ndozvaanofarira. Haatonge nezvaanoona nameso chete kana kutevedza zvaanonzwa nenzeve Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi3 uye achafarira kutya Jehovha. Haazotongi nezvaanoona nameso ake, kana kutonga nezvaanonzwa nenzeve dzake, Viz kapitola |