Isaya 1:2 - Shona Bible 1949 revised 20022 Inzwa denga rose, teerera iwe nyika, nokuti Jehovha akataura, achiti, “Ndakarera nokukurisa vana, asi vakandimukira. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)2 Inzwa ɗeŋga rose, terera iwe nyika, nokuti Jehova wakataura, aciti: Ndakarera nokukurisa ʋana, asi ʋakandimukira. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika2 “Teerera iwe denga, unzwewo iwe nyika nokuti ini Tenzi ndava kutaura, ‘Ndakarera vana ini ndikavayarutsa asi ivo vakandipandukira. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona2 “Teerera iwe denga, unzwewo iwe nyika nokuti ini Tenzi ndava kutaura, ‘Ndakarera vana ini ndikavayarutsa asi ivo vakandipandukira. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi2 Inzwai imi matenga! Teerera iwe nyika! Nokuti Jehovha akataura achiti, “Ndakarera vana ndikavakudza, asi ivo vakandimukira. Viz kapitola |