Online Bible

- Reklamy -




Genesi 9:23 - Shona Bible 1949 revised 2002

23 Ipapo Shemu naJafeti vakatora nguo, vakaiisa pamafudzi avo, vakaenda manhenda shure, vakafukidzira kusasimira kwababa vavo; zviso zvavo zvakanga zvakatarira shure, vakasaona kusasimira kwababa vavo.

Viz kapitola kopírovat

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

23 Ipapo Shemi naJafeti ʋakatora ŋguʋo, ʋakaiisa pamafudzi aʋo, ʋakaenda manhenda shure, ʋakafukidzira kusasimira kwaɓaɓa ʋaʋo; ɀiso ɀaʋo ɀakaŋga ɀakatarira shure, ʋakasaʋona kusasimira kwaɓaɓa ʋaʋo.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

23 Shemu naJafeti vakatora nguwo vakaisumudza kusvika pamapfudzi avo vose vari vaviri, vakadududza namakotsi vakasvikofukidza baba vavo vakatarisa rutivi, saka havana kutarisa baba vavo vakanga vasina kupfeka.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona

23 Shemu naJafeti vakatora nguwo vakaisumudza kusvika pamapfudzi avo vose vari vaviri, vakadududza namakotsi vakasvikofukidza baba vavo vakatarisa rutivi, saka havana kutarisa baba vavo vakanga vasina kupfeka.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

23 Asi Shemu naJafeti vakatora nguo vakayiisa pamapfudzi avo; ipapo vakafamba nenhendashure vakafukidza baba vavo pakusasimira kwavo. Zviso zvavo zvakanga zvakatarisa parutivi kuitira kuti varege kuona kusasimira kwababa vavo.

Viz kapitola kopírovat




Genesi 9:23

Následuj nás:

Reklamy


Reklamy