Genesi 9:20 - Shona Bible 1949 revised 200220 Noa akatanga kuva murimi, akarima munda womuzambiringa; Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)20 Noa wakataŋga kuʋa murimi, akarima munda womuzambiriŋga; Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika20 Nowa aiva murimi akasima munda wemagirepisi. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona20 Nowa aiva murimi akasima munda wemagirepisi. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi20 Noa akava murimi, akarima munda wamazambiringa. Viz kapitola |