Genesi 9:18 - Shona Bible 1949 revised 200218 Vanakomana vaNoa vakabuda muareka ndivava: Shemu, naHamu, naJafeti; Hamu ndiye baba vaKenani. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)18 Ʋanakomana ʋaNoa ʋakaɓuɗa muareka ndiʋaʋa: Shemi, naHami, naJafeti; Hami ndiye ɓaɓa ʋaKanani. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika18 Vanakomana vaNowa vakabuda mungarava ndiShemu naHamu naJafeti. Hamu ndiye baba vaKanani. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona18 Vanakomana vaNowa vakabuda mungarava ndiShemu naHamu naJafeti. Hamu ndiye baba vaKanani. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi18 Vanakomana vaNoa vakabuda muareka vaiva Shemu, Hamu naJafeti. (Hamu akanga ari baba vaKenani.) Viz kapitola |