Genesi 8:3 - Shona Bible 1949 revised 20023 mvura ikaramba ichidzoka panyika; mazuva ane zana namakumi mashanu akati apfuura, mvura ikaderera. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)3 mvura ikaramba icidzoka panyika; mazuʋa anezana namakumi mashanu akati apfuʋura, mvura ikaɗerera. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika3 mvura ndokuramba ichiserera pasi pose. Kwamazuva zana namakumi mashanu mvura yaingoserera. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona3 mvura ndokuramba ichiserera pasi pose. Kwamazuva zana namakumi mashanu mvura yaingoserera. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi3 Mvura yakaserera zvishoma nezvishoma kubva panyika. Pakupera kwamazuva zana namakumi mashanu mvura yakanga yadzika, Viz kapitola |