Genesi 8:11 - Shona Bible 1949 revised 200211 njiva ikapinda kwaari madekwana; onei mumuromo mayo makanga muine rushizha rwomuorivhi rwakatanhwa; naizvozvo Noa wakaziva kuti mvura yakanga yaserera panyika. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)11 njiʋa ikapinda kwaari maɗekwana; ʋonei mumuromo mayo makaŋga munorushizha rwomuorivi rwakatanhwa; naiɀoɀo Noa wakaziʋa kuti mvura yakaŋga yaserera panyika. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika11 Ava manheru njiva yacho yakadzokera kwaari yakaruma pamuromo wayo shizha nyoro romuorivhi richangobva mukutanhwa. Saka Nowa akaziva kuti mvura yapwa panyika. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona11 Ava manheru njiva yacho yakadzokera kwaari yakaruma pamuromo wayo shizha nyoro romuorivhi richangobva mukutanhwa. Saka Nowa akaziva kuti mvura yapwa panyika. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi11 Njiva yakati yadzokera kwaari panguva yamanheru, onei heyo mumuromo mayo yakaruma shizha nyoro rakatanhwa pamuorivhi! Ipapo Noa akaziva kuti mvura yakanga yaserera panyika. Viz kapitola |