Genesi 8:1 - Shona Bible 1949 revised 20021 Zvino Mwari wakarangarira Noa nezvipenyu zvose, nezvipfuwo zvose zvakanga zviri muareka naye; Mwari akafambisa mhepo panyika, mvura ikaserera, Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)1 Ɀino Mŋari wakaraŋgarira Noa neɀipenyu ɀose, neɀipfuwo ɀose ɀakaŋga ɀiri muareka naye; Mŋari akafambisa mhepo panyika, mvura ikaserera, Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika1 Mwari akazorangarira Nowa nezvipenyu zvose nezvipfuwo zvese zvaaiva nazvo mungarava, saka Mwari akaita kuti mhepo ivhuvhute pasi pose mvura ikabva yava kuserera. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona1 Mwari akazorangarira Nowa nezvipenyu zvose nezvipfuwo zvese zvaaiva nazvo mungarava, saka Mwari akaita kuti mhepo ivhuvhute pasi pose mvura ikabva yava kuserera. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi1 Asi Mwari akarangarira Noa nemhuka dzose dzesango nezvipfuwo zvakanga zvinaye muareka, uye akatuma mhepo pamusoro penyika, uye mvura zhinji ikaserera. Viz kapitola |