Genesi 7:24 - Shona Bible 1949 revised 200224 Mvura ikaramba yakakwirira panyika mazuva ane zana namakumi mashanu. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)24 Mvura ikaramba yakakwirira panyika mazuʋa anezana namakumi mashanu. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika24 Mvura ndokuramba yakati fasha panyika kwamazuva zana namakumi mashanu. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona24 Mvura ndokuramba yakati fasha panyika kwamazuva zana namakumi mashanu. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi24 Mvura zhinji yakafukidza nyika kwamazuva makumi mashanu. Viz kapitola |