Genesi 6:6 - Shona Bible 1949 revised 20026 Jehovha akazvidemba pamusoro pokuita kwake vanhu panyika, akava neshungu pamwoyo pake. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)6 Jehova akaɀidemba pamsoro pokuita kwake ʋanhu panyika, akaʋa neshuŋgu pamŋoyo pake. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika6 Mwari akakungura kuti dai zvake asina kusika munhu pasi pano, zvikamushungurudza mumwoyo. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona6 Mwari akakungura kuti dai zvake asina kusika munhu pasi pano, zvikamushungurudza mumwoyo. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi6 Jehovha akazvidemba kuti akanga aita munhu panyika, uye mwoyo wake wakazara nokurwadziwa. Viz kapitola |