Genesi 6:2 - Shona Bible 1949 revised 20022 vanakomana vaMwari vakaona vakunda vavanhu kuti vakanaka, vakazvisarudzira pakati pavose vavakada kuva vakadzi vavo. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)2 ʋanakomana ʋaMŋari ʋakaʋona ʋakunda ʋaʋanhu kuti ʋakanaka, ʋakaɀitsaurira pakati paʋose ʋaʋakaɗa kuʋa ʋakadzi ʋaʋo. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika2 Vanakomana vaMwari vakaona kuti vasikana ivavo vakanga vakanaka, vakasarudza zvavo vakadzi vavakada, vakavaroora. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona2 Vanakomana vaMwari vakaona kuti vasikana ivavo vakanga vakanaka, vakasarudza zvavo vakadzi vavakada, vakavaroora. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi2 vanakomana vaMwari vakaona kuti vanasikana vavanhu vakanga vakanaka, uye vakazviwanira upi zvake wavakasarudza. Viz kapitola |