Genesi 6:1 - Shona Bible 1949 revised 20021 Zvino vanhu vakati votanga kuwanda panyika, vachiberekerwa vanasikana, Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)1 Ɀino ʋanhu ʋakati ʋotaŋga kuwanda panyika, ʋaciɓerekerwa ʋanasikana, Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika1 Vanhu pavakatanga kuwanda panyika, vakabereka vana vasikana. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona1 Vanhu pavakatanga kuwanda panyika, vakabereka vana vasikana. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi1 Vanhu vakati vatanga kuwanda panyika uye vanasikana vakaberekwa kwavari, Viz kapitola |