Genesi 50:3 - Shona Bible 1949 revised 20023 Vakapedza mazuva makumi mana naye, nokuti ndiwo aiva mazuva okusasika; navaIjipiti vakamuchema mazuva makumi manomwe. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)3 Ʋakapedza mazuʋa makumi manna naye, nokuti ndiwo aiʋa mazuʋa okusasika; naʋaEgipita ʋakamucema mazuʋa makumi manomŋe. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika3 Basa rokuomesa chitunha raida mazuva makumi mana. Saka ava vakaomesa chitunha chaIsiraeri vakapedza mazuva makumi mana vachiita basa racho. VaIjipiti vakachema Jakobho mazuva makumi manomwe. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona3 Basa rokuomesa chitunha raida mazuva makumi mana. Saka ava vakaomesa chitunha chaIsiraeri vakapedza mazuva makumi mana vachiita basa racho. VaIjipiti vakachema Jakobho mazuva makumi manomwe. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi3 vakapedza mazuva makumi mana azere, nokuti ndiyo yakanga iri nguva yaidikanwa yokusasika mutumbi. Uye vaIjipiti vakamuchema kwamazuva makumi manomwe. Viz kapitola |