Genesi 5:8 - Shona Bible 1949 revised 20028 mazuva ose aSeti akanga ari makore ana mazana mapfumbamwe negumi namaviri, akafa. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)8 mazuʋa ose aSeti akaŋga ari makore anamazana mapfumbamŋe negumi namaʋiri, akafa. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika8 Saka ose pamwechete, Seti akagara mazana mapfumbamwe amakore ana makore gumi namaviri ndokuzofa zvake. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona8 Saka ose pamwechete, Seti akagara mazana mapfumbamwe amakore ana makore gumi namaviri ndokuzofa zvake. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi8 Pamwe chete, Seti akararama kwamakore mazana mapfumbamwe negumi namaviri, uye ipapo akafa. Viz kapitola |