Genesi 5:28 - Shona Bible 1949 revised 200228 Rameki wakagara makore ane zana namakumi masere namaviri; akabereka mwanakomana; Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)28 Rameki wakagara makore anezana namakumi masere namaʋiri; akaɓereka mŋanakomana; Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika28 Rameki akagara zana namakumi masere amakore ana makore maviri, akaberekawo mwana mukomana Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona28 Rameki akagara zana namakumi masere amakore ana makore maviri, akaberekawo mwana mukomana Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi28 Rameki akati ararama kwamakore zana namakumi masere namaviri, akabereka mwanakomana. Viz kapitola |