Genesi 5:1 - Shona Bible 1949 revised 20021 Ndirori bhuku ramarudzi aAdhamu. Musi waakasika munhu, Mwari wakamuita nomufananidzo waMwari; Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)1 Ndiyeyi buku yamarudzi aAdama. Musi waakasika munhu, Mŋari wakamuita nomufananidzo waMŋari; Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika1 Haanoi mazita ezvizukuru zvaAdhamu. Mwari paakasika munhu, akamusika akafanana naiye Mwari pachake. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona1 Haanoi mazita ezvizukuru zvaAdhamu. Mwari paakasika munhu, akamusika akafanana naiye Mwari pachake. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi1 Iyi ndiyo rondedzero yakanyorwa yorudzi rwaAdhamu. Mwari paakasika munhu akamuita nomufananidzo waMwari. Viz kapitola |