Online Bible

- Reklamy -

Genesi 49:30 - Shona Bible 1949 revised 2002

30 bako riri mumunda weMakapera, pakatarisana neMamure, panyika yeKenani, riya rakatengwa naAbhurahamu pamwechete nomunda kuna Efuroni, muHeti, kuti zvive zvake, ive nzvimbo yake yokuviga;

Viz kapitola kopírovat

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

30 ɓako riri mumunda weMakpera, pakatarisana neMamre, panyika yeKanani, riya rakateŋgwa naAbrahama pamŋe cete nomunda kunaEfroni, muHeti, kuti ɀiʋe ɀake, iʋe nɀimbo yake yokuʋiga;

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

30 Ndiro bako riya riri mugura kuMakipera riri nechokumabvazuva kweMamure, munyika yeKanani, rakatengwa naAbhurahamu pamwechete nomunda wacho kuna vaEfuroni muHiti ikava nzvimbo yavo yokuviga vanhu.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona

30 Ndiro bako riya riri mugura kuMakipera riri nechokumabvazuva kweMamure, munyika yeKanani, rakatengwa naAbhurahamu pamwechete nomunda wacho kuna vaEfuroni muHiti ikava nzvimbo yavo yokuviga vanhu.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

30 bako riri mumunda weMakapera, pedyo neMamure muKenani, rakatengwa kubva kuna Efuroni naAbhurahama senzvimbo yokuviga pamwe chete nomunda.

Viz kapitola kopírovat

Genesi 49:30

Následuj nás:

Reklamy

Reklamy