Genesi 49:29 - Shona Bible 1949 revised 200229 Akavaraira, akati kwavari, “Ini ndobva ndosanganiswa navanhu vangu; mundondiviga kuna madzibaba angu, mubako riri mumunda waEfuroni, muHeti, Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)29 Akaʋaraira, akati kwaʋari: Ini ndobva ndosoŋganiswa naʋanhu ʋaŋgu; mundondiʋiga kunamadziɓaɓa aŋgu, muɓako riri mumunda waEfroni, muHeti, Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika29 Jakobho akazorongera vana vake achiti, “Nguva yangu yokuti ndichiendawo kwakaenda vamwe vokwangu yava kusvika. Munofanira kuzondiviga pane madzibaba angu, mubako riya riri mugura raEfuroni worudzi rwechiHiti.” Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona29 Jakobho akazorongera vana vake achiti, “Nguva yangu yokuti ndichiendawo kwakaenda vamwe vokwangu yava kusvika. Munofanira kuzondiviga pane madzibaba angu, mubako riya riri mugura raEfuroni worudzi rwechiHiti.” Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi29 Ipapo akavarayira akati, “Ini ndava kuzosanganiswa navanhu vokwangu. Mundivige namadzibaba angu mubako mumunda waEfuroni muHiti, Viz kapitola |