Genesi 49:12 - Shona Bible 1949 revised 200212 Meso ake achatsvuka newaini, Meno ake achachena nomukaka. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)12 Meso ake acatȿuka newaini, Meno ake acacena nomukaka. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika12 Meso ake achatsvuka kunge waini, meno ake agochena kuti mbe-e somukaka. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona12 Meso ake achatsvuka kunge waini, meno ake agochena kuti mbe-e somukaka. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi12 Meso ake achasviba kupfuura waini, meno ake achachena kupfuura mukaka. Viz kapitola |