Genesi 48:2 - Shona Bible 1949 revised 20022 Jakobho akaudzwa, zvichinzi, “Tarirai, mwanakomana wenyu, Josefa, wauya kwamuri.” Isiraeri akazvisimbaradza, akagara pauvato. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)2 Jakobo akaʋudzwa, ɀicinzi: Tarirai, mŋanakomana wenyu, Josefa, woʋuya kwamuri. Israeri akaɀisimbaradza, akagara paʋuʋato. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika2 Jakobho paakanzwa kuti mwana wake Josefi auya akazvisimbaradza akamuka akaita zvokugara pamubhedha. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona2 Jakobho paakanzwa kuti mwana wake Josefi auya akazvisimbaradza akamuka akaita zvokugara pamubhedha. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi2 Jakobho akati audzwa kuti, “Mwanakomana wako Josefa auya,” Israeri akazvisimbaradza uye akagara panhoo. Viz kapitola |