Genesi 48:18 - Shona Bible 1949 revised 200218 Josefa akati kuna baba vake, “Regai kudaro, baba vangu, nokuti ndiye wedangwe, isai ruoko rwenyu pamusoro wake.” Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)18 Josefa akati kunaɓaɓa ʋake: Regai kuɗaro, ɓaɓa ʋaŋgu, nokuti ndiye weɗaŋgwe, isai ruʋoko rwenyu pamusoro wake. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika18 Josefi akati, “Handizvo baba, uyu ndiye dangwe. Dai maisa ruoko rwenyu rworudyi pamusoro wake.” Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona18 Josefi akati, “Handizvo baba, uyu ndiye dangwe. Dai maisa ruoko rwenyu rworudyi pamusoro wake.” Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi18 Josefa akati kwavari, “Kwete, baba vangu, uyu ndiye dangwe; isai ruoko rwenyu rworudyi pamusoro wake.” Viz kapitola |