Genesi 47:30 - Shona Bible 1949 revised 200230 asi kana ndavata namadzibaba angu, undibvise paIjipiti, unondiviga muhwiro hwavo.” Iye akati, “Ndichaita sezvamataura.” Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)30 asi kana ndaʋata namadziɓaɓa aŋgu, undibvise paEgipita, undondiʋiga mubgiro bgaʋo. Iye akati: Ndicaita seɀamataura. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika30 asi ndivige pakavigwa madzibaba angu. Unonditakura kubva muIjipiti muno wondondiviga kunzvimbo yavo yokuviga vakafa.” Josefi akati, “Ini ndichaita sokureva kwenyu.” Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona30 asi ndivige pakavigwa madzibaba angu. Unonditakura kubva muIjipiti muno wondondiviga kunzvimbo yavo yokuviga vakafa.” Josefi akati, “Ini ndichaita sokureva kwenyu.” Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi30 asi pandinozorora namadzibaba angu, mundibudise muIjipiti munondiviga pavakavigwa.” Iye akati, “Ndichaita sezvamareva.” Viz kapitola |