Online Bible

- Reklamy -




Genesi 47:26 - Shona Bible 1949 revised 2002

26 Josefa akatema mutemo panyika yeIjipiti, uripo nanhasi, kuti Farao apiwe cheshanu; asi nyika yavapristi yoga haina kuva yaFarao.

Viz kapitola kopírovat

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

26 Josefa akatema mutemo panyika yeEgipita, uri’po nanhasi, kuti Farao apiwe ceshanu; asi nyika yaʋaprista yoga haina‐kuʋa yaFarao.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

26 Naizvozvo Josefi akaisa mutemo munyika yeIjipiti uripo nanhasi wokuti kana munhu akohwa masaga mashanu, rechishanu nderamambo. Asi minda yavapristi ndiyo yoga isina kutengwa namambo.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona

26 Naizvozvo Josefi akaisa mutemo munyika yeIjipiti uripo nanhasi wokuti kana munhu akohwa masaga mashanu, rechishanu nderamambo. Asi minda yavapristi ndiyo yoga isina kutengwa namambo.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

26 Saka Josefa akasimbisa izvi somurayiro pamusoro penyika muIjipiti, murayiro uyu uchiri kushanda nanhasi, kuti chikamu chimwe chete kubva muzvishanu chezvibereko ndechaFaro. Nyika yavaprista bedzi ndiyo yakanga isiri yaFaro.

Viz kapitola kopírovat




Genesi 47:26

Následuj nás:

Reklamy


Reklamy