Online Bible

- Reklamy -




Genesi 47:21 - Shona Bible 1949 revised 2002

21 Kana vari vanhu akavatamisa kumaguta, kubva kumuganhu mumwe weIjipiti kusvikira kuno mumwe muganhu wayo.

Viz kapitola kopírovat

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

21 Kana ʋari ʋanhu wakaʋatamisa kumaguta, kubva kumuganhu mumŋe weEgipita kuȿikira kunomumŋe muganhu wayo.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

21 Josefi akabvisa vanhu mumisha yavo munyika yose yeIjipiti achiti vagare mumaguta.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona

21 Josefi akabvisa vanhu mumisha yavo munyika yose yeIjipiti achiti vagare mumaguta.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

21 uye Josefa akaita kuti vanhu vave varanda kubva kuna mamwe magumo eIjipiti kusvikira kuna mamwe.

Viz kapitola kopírovat




Genesi 47:21

Následuj nás:

Reklamy


Reklamy