Genesi 47:17 - Shona Bible 1949 revised 200217 Zvino vakauya kuna Josefa nezvipfuwo zvavo; Josefa akavapa zvokudya, vachitsinhanha namabhiza, namakwai, nemombe, nembongoro; akavararamisa nezvokudya, vachitsinhanha nezvipfuwo zvavo zvose gore iroro. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)17 Ɀino ʋakaʋuya kunaJosefa neɀipfuwo ɀaʋo; Josefa akaʋapa ɀokudya, ʋacitsinhanha namabiza, namakwai, neŋombe, nemboŋgoro; akaʋararamisa neɀokudya, ʋacitsinhanha neɀipfuwo ɀaʋo ɀose gore irero. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika17 Saizvozvo vakauya nezvipfuwo zvavo zvaiti mabhiza nehwai nemombe namadhongi kuna Josefi, Josefi akavapawo zvokudya. Naizvozvo akakwanisa kuvapa zvokudya gore iroro rose achitsinhanisana navo nezvipfuwo zvavo. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona17 Saizvozvo vakauya nezvipfuwo zvavo zvaiti mabhiza nehwai nemombe namadhongi kuna Josefi, Josefi akavapawo zvokudya. Naizvozvo akakwanisa kuvapa zvokudya gore iroro rose achitsinhanisana navo nezvipfuwo zvavo. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi17 Saka vakauya nezvipfuwo zvavo kuna Josefa, uye akavapa zvokudya achitsinhanisa namabhiza avo, makwai nembudzi dzavo, mombe nembongoro dzavo. Uye akavabudisa mugore iro nezvokudya zvokutsinhana nezvipfuwo zvavo zvose. Viz kapitola |