Online Bible

- Reklamy -




Genesi 47:15 - Shona Bible 1949 revised 2002

15 Mari yose yakati yapera munyika yeIjipiti, napanyika yeKenani, vaIjipiti vose vakauya kuna Josefa, vakati, “Tipei zvokudya, nokuti tingafa seiko pamberi penyu? Nokuti mari yapera.”

Viz kapitola kopírovat

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

15 Mari yose yakati yapera munyika yeEgipita, napanyika yeKanani, ʋaEgipita ʋose ʋakaʋuya kunaJosefa, ʋakati: Tipei ɀokudya, nokuti tiŋgafa seiko pamberi penyu — Nokuti mari yapera.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

15 Kuzoti vanhu vomuIjipiti nevemuKanani vapererwa nemari, vaIjipiti vose vakauya kuna Josefi vakati, “Tipeiwo zvokudya, mari yedu yapera. Tofa here imi makatarisa?”

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona

15 Kuzoti vanhu vomuIjipiti nevemuKanani vapererwa nemari, vaIjipiti vose vakauya kuna Josefi vakati, “Tipeiwo zvokudya, mari yedu yapera. Tofa here imi makatarisa?”

Viz kapitola kopírovat

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

15 Mari yavanhu veIjipiti nevokuKenani yakati yapera, vanhu veIjipiti yose vakauya kuna Josefa vakati, “Tipei zvokudya. Tofireiko pamberi penyu? Mari yedu yapera.”

Viz kapitola kopírovat




Genesi 47:15

Následuj nás:

Reklamy


Reklamy