Genesi 46:6 - Shona Bible 1949 revised 20026 Vakatora mombe dzavo nenhumbi dzavo dzavakanga vawana munyika yeKenani, vakasvika Ijipiti, Jakobho navanakomana vake vose pamwechete naye; Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)6 Ʋakatora ŋombe dzaʋo nenhumbi dzaʋo dzaʋakaŋga ʋawana munyika yeKanani, ʋakaȿika Egipita, Jakobo naʋanakomana ʋake ʋose pamŋe cete naye; Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika6 Vakaenda nezvipfuwo zvavo noupfumi hwose hwavakanga vawana munyika yeKanani, vakandosvika kuIjipiti. Jakobho akasvikako nemhuri yake yose, Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona6 Vakaenda nezvipfuwo zvavo noupfumi hwose hwavakanga vawana munyika yeKanani, vakandosvika kuIjipiti. Jakobho akasvikako nemhuri yake yose, Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi6 Vakaendawo nezvipfuwo zvavo nepfuma yose yavakanga vawana muKenani, uye Jakobho navana vake vose vakaenda kuIjipiti. Viz kapitola |