Genesi 46:22 - Shona Bible 1949 revised 200222 Ndivo vanakomana vaRakeri, vakaberekerwa Jakobho; vose vaiva vane gumi navana. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)22 Ndiʋo ʋanakomana ʋaRakeri, ʋakaɓerekerwa Jakobo; ʋose ʋaiʋa ʋanegumi naʋanna. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika22 Ava ndivo vana navazukuru vaRakeri mudzimai waJakobho vose vari gumi navana. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona22 Ava ndivo vana navazukuru vaRakeri mudzimai waJakobho vose vari gumi navana. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi22 Ava ndivo vakanga vari vanakomana vaRakeri vakanga vaberekerwa Jakobho, gumi navana pamwe chete. Viz kapitola |